2 Samueri 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhusaromu akaberekerwa vanakomana vatatu nomwanasikana mumwe chete. Zita romwanasikana rainzi Tamari, uye akanga ari mukadzi akanaka pachiso.

2 Samueri 14

2 Samueri 14:17-33