2 Samueri 13:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati achipedza kutaura, vanakomana vamambo vakabva vapinda, vachiungudza zvikuru. Zvino mambo pamwe chete navaranda vake vakachema neshungu kwazvo.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:28-39