2 Samueri 13:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jonadhabhu akati kuna Mambo, “Tarirai, vanakomana vamambo vasvika; zvaitika sokutaura kwomuranda wenyu.”

2 Samueri 13

2 Samueri 13:32-38