2 Samueri 13:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Abhusaromu akatiza akaenda kuna Tarimai mwanakomana waAmihudhi, mambo weGeshuri. Asi mambo Dhavhidhi akachema pamusoro pomwanakomana wake mazuva ose.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:28-39