2 Samueri 13:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vachiri munzira kudaro, shoko rakasvika kuna Dhavhidhi richiti, “Abhusaromu auraya vanakomana vose vamambo; hapana kana mumwe zvake asara.”

2 Samueri 13

2 Samueri 13:28-37