2 Samueri 13:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vanhu vaAbhusaromu vakaita kuna Amunoni sokurayirwa kwavakanga vaitwa naAbhusaromu. Ipapo vana vose vamambo vakasimuka, vakatasva manyurusi avo vakatiza.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:25-32