2 Samueri 13:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo akasimuka, akabvarura nguo dzake akazvambarara pasi; ipapo varanda vake vose vakauya vaine nguo dzakabvaruka vakamira paari.

2 Samueri 13

2 Samueri 13:30-32