2 Makoronike 36:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vakashora nhume dzaMwari, vakazvidza mashoko ake vakadadira vaprofita vake kusvikira hasha dzaMwari dzavamukira uye pasisina zvingagadziridzwa.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:7-17