2 Makoronike 36:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha, Mwari wamadzibaba avo, akatuma shoko rake kubudikidza nenhume dzake nguva nenguva, nokuti akaitira tsitsi vanhu vake nenzvimbo yake yokugara.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:9-20