2 Makoronike 36:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyezve vakuru vose vavaprista navanhu vakanyanya kutadza vachitevera zvinonyangadza zvose zvendudzi vakasvibisa imba yaJehovha yaakanga akudza kwazvo muJerusarema.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:7-15