2 Makoronike 36:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akauyisa mambo wavaBhabhironi kuti azovarwisa uye akauraya majaya avo nomunondo munzvimbo tsvene, uye hapana waakasiya, jaya kana mhandara, varume vakuru kana vatana. Mwari akavapa vose kuna Nebhukadhinezari.

2 Makoronike 36

2 Makoronike 36:7-21