2 Makoronike 35:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josia akapa vamwe vanhu vose vakanga varipo makwai nembudzi zvaisvika zviuru makumi matatu sezvipiriso zvePasika, uyewo nemombe zviuru zvitatu, zvose izvi zvakabva mupfuma yamambo.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:1-8