2 Makoronike 35:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Urayai makwayana ePasika muzvinatse mugadzirire makwayana kuitira hama dzenyu, muchiita zvakarayirwa naJehovha kubudikidza naMozisi.”

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:1-14