2 Makoronike 35:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda ake akapawo nokuda kwavo kuvanhu nokuvaprista navaRevhi. Hirikia, Zekaria naJehieri, mutariri mukuru wetemberi yaMwari akapa vaprista zvipiriso zviuru zviviri namazana matanhatu nemombe mazana matatu.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:3-9