2 Makoronike 34:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josia akabvisa zvifananidzo zvose zvinonyangadza munyika yose yavaIsraeri akaita kuti vose vaiva muIsraeri vashumire Jehovha Mwari wavo. Mazuva ake ose, havana kutsauka pakutevera Jehovha Mwari wamadzibaba avo.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:25-33