2 Makoronike 35:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Josia akapemberera Pasika kuna Jehovha muJerusarema, uye gwayana rePasika rakaurayiwa pazuva regumi neina romwedzi wokutanga.

2 Makoronike 35

2 Makoronike 35:1-11