2 Makoronike 34:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Apedza izvi akaita kuti munhu wose womuJerusarema neBenjamini azvipire kwairi; vanhu vomuJerusarema vakaita izvi maererano nesungano yaMwari, Mwari wamadzibaba avo.

2 Makoronike 34

2 Makoronike 34:29-33