2 Makoronike 30:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kwakava nomufaro mukuru kwazvo muJerusarema, nokuti kubva pamazuva aSoromoni mwanakomana waDhavhidhi mambo weIsraeri kwakanga kusina kumboitika zvakaita sezvizvi muJerusarema.

2 Makoronike 30

2 Makoronike 30:25-27