2 Makoronike 30:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprista navaRevhi vakamira kuti varopafadze vanhu, Mwari akavanzwa, nokuti munyengetero wavo wakasvika kudenga, nzvimbo yake tsvene yokugara.

2 Makoronike 30

2 Makoronike 30:20-27