2 Makoronike 30:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ungano yose yeJudha yakafara kwazvo, pamwe chete navaprista navaRevhi uye vose vakanga vaungana kubva kuIsraeri pamwe chete navatorwa vakanga vabva kuIsraeri naavo vaigara muJudha.

2 Makoronike 30

2 Makoronike 30:15-27