2 Makoronike 28:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaIsraeri vakatapa kubva kuhama dzavo vakadzi navanakomana navanasikana zviuru mazana maviri. Vakapambawo zvinhu zvakawanda, zvavakatakura vakadzokera nazvo kuSamaria.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:1-16