2 Makoronike 28:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zikiri murwi wokuEfuremu, akauraya Maaseya mwanakomana wamambo, Azirikami mutariri mukuru womuzinda naErikana, mutevedzeri wamambo.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:6-10