2 Makoronike 28:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pazuva rimwe chete, Peka mwanakomana waRemaria akauraya varwi zviuru zana namakumi maviri muJudha, nokuti Judha yakanga yarasa Jehovha, Mwari wamadzibaba avo.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:1-11