2 Makoronike 28:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo Jehovha Mwari wake akamuisa mumaoko amambo weAramu. VaAramu vakamukunda uye vakatora vanhu vake vazhinji senhapwa vakauya navo kuDhamasiko. Akaiswawo mumaoko amambo weIsraeri uyo akauraya vanhu vazhinji kwazvo.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:1-11