2 Makoronike 28:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi muprofita waJehovha ainzi Odhedhi akanga aripo, uye akabuda kundosangana nehondo payakadzoka kubva kuSamaria. Akati kwavari, “Nokuti Jehovha, Mwari wamadzibaba enyu akanga atsamwira Judha, akavaisa muruoko rwenyu. Asi mavauraya nehasha dzinosvika kudenga.

2 Makoronike 28

2 Makoronike 28:1-19