2 Makoronike 25:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kutsamwa kwaMwari kwakauya pamusoro paAmazia, akatuma muprofita kwaari, akati, “Seiko uchibvunzira kuzvimwari zvavanhu ava zvakatadza kuponesa vanhu vazvo kubva mumaoko ako?”

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:8-21