2 Makoronike 25:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Achiri kutaura, mambo akati kwaari, “Ko, takugadza kuti uve mupi wamazano wamambo here? Mira! Uchafireko?” Saka muprofita akamira, asi akati, “Ndinoziva kuti Mwari akagadzirira kukuparadzai nokuti makaita izvi, uye hamuna kuteerera kukurayirai kwangu.”

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:13-25