2 Makoronike 25:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Amazia paakadzoka kundouraya vaEdhomu, akadzoka vamwari vavanhu veSeiri akavamisa, akavakotamira savamwari vake, akavapisira zvibayiro.

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:10-15