2 Makoronike 25:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Panguva imwe cheteyo varwi vakanga vadzoserwa naAmazia pakurwa uku vakandopamba maguta eJudhea kubva kuSamaria kusvika kuBheti Horoni. Vakauraya zviuru zvitatu zvavanhu vakatakura zvinhu zvizhinji kwazvo zvavakapamba.

2 Makoronike 25

2 Makoronike 25:11-22