2 Makoronike 24:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mambo akadaidza Jehoyadha muprista mukuru akati kwaari, “Sei usina kutuma vaRevhi kuti vauyise kubva kuJudha neJerusarema mutero wakarayirwa naMozisi muranda waJehovha neungano yeIsraeri weTende reChipupuriro?”

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:1-9