2 Makoronike 24:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino vanakomana vaAtaria mukadzi uya akaipa vakanga vamanikidzira kupinda mutemberi yaMwari uye vakanga vashandisa kunyange midziyo yayo inoera mukunamata Bhaari.

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:1-9