2 Makoronike 24:5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akaunganidza vaprista navaRevhi akati kwavari, “Endai kumaguta eJudha mundotora mari inofanira kupiwa gore negore kubva kuIsraeri, yokugadziridza nayo temberi yaMwari wenyu. Zviitei iye zvino.” Asi vaRevhi havana kubva vazviita ipapo.

2 Makoronike 24

2 Makoronike 24:4-12