2 Makoronike 22:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukushanya kwaAhazia kuna Joramu, Mwari akauyisa kuparadzwa kwaAhazia. Ahazia paakasvika akaenda naJoramu kundosangana naJehu mwanakomana waNimishi, uyo akanga azodzwa naJehovha kuti aparadze imba yaAhabhu.

2 Makoronike 22

2 Makoronike 22:5-9