2 Makoronike 22:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akadzokera kuJezireeri kuti ambondopora maronda akanga akuvara paRamoti paairwa naHazaeri mambo weAramu. Ipapo Ahazia mwanakomana waJehoramu mambo weJudha akadzika kuJezireeri kundoona Joramu mwanakomana waAhabhu nokuti akanga akuvara.

2 Makoronike 22

2 Makoronike 22:1-12