2 Makoronike 22:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu paakanga ava kutonga imba yaAhabhu akawana machinda eJudha navanakomana vehama dzaAhazia, vakanga vachishandira Ahazia, akavauraya.

2 Makoronike 22

2 Makoronike 22:1-11