2 Makoronike 20:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati, “Teererai, Mambo Jehoshafati navose vanogara muJudha neJerusarema! Zvanzi naJehovha kwamuri, ‘Musatya kana kuora mwoyo nokuda kwehondo iyi huru, nokuti kurwa uku hakusi kwenyu, asi ndokwaMwari.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:12-20