2 Makoronike 20:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mweya waMwari wakauya pana Jahazieri mwanakomana waZekaria, mwanakomana waBhenaya, mwanakomana waJeyeri, mwanakomana waMatania muRevhi uye chizvarwa chorudzi rwaAsafi, paakanga akamira muungano.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:12-23