2 Makoronike 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mangwana dzikai mundovarwisa. Vachange vachikwira nomuMupata weZizi uye muchavawana kumagumo omupata muGwenga reJerueri.

2 Makoronike 20

2 Makoronike 20:6-19