2 Makoronike 18:30 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino mambo weAramu akanga arayira vakuru vengoro achiti, “Musarwisana navamwe vose, vadiki kana vakuru kunze kwamambo weIsraeri.”

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:20-34