2 Makoronike 18:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakuru vengoro pavakaona Jehoshafati vakafunga kuti ndiye mambo waIsraeri. Saka vakatendeuka kuti vamurwise asi Jehoshafati akachema, Jehovha akamurwira. Mwari akavabvisa kwaari,

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:29-34