2 Makoronike 18:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mambo weIsraeri akati kuna Jehoshafati, “Ini ndichapinda muhondo ndakapfeka nguo dzokuti ndisazivikanwa asi imi pfekai nguo dzenyu dzoumambo.” Saka mambo weIsraeri akazvishandura akapinda muhondo.

2 Makoronike 18

2 Makoronike 18:28-34