2 Madzimambo 9:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu akati, “Mukandirei pasi!” Naizvozvo vakamukanda pasi, rimwe ropa rake rikapfachukira parusvingo napamabhiza paakatsikwa namabhiza.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:32-34