2 Madzimambo 9:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu akapinda akadya uye akanwa. Akati, “Torai mukadzi akatukwa, mumuvige, nokuti akanga ari mwanasikana wamambo.”

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:26-37