2 Madzimambo 9:32 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehu akatarira kumusoro pawindo akadanidzira akati, “Ndiani ari kurutivi rwangu? Ndiani?” Varanda vaviri kana vatatu vakamutarira.

2 Madzimambo 9

2 Madzimambo 9:26-37