2 Madzimambo 8:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo mukadzi akasimuka akaita sezvakanga zvarehwa nomunhu waMwari. Akaenda iye neveimba yake akandogara kwamakore manomwe kunyika yavaFiristia.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:1-4