2 Madzimambo 8:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Makore manomwe akati akapera, akadzoka kunyika yavaFiristia akaenda kuna mambo akandokumbira kuti adzorerwe imba yake nomunda wake.

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:2-9