2 Madzimambo 8:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino Erisha akanga ati kumukadzi waakararamisira mwanakomana wake, “Enda kure iwe neimba yako unogara chero paunogona kugara, nokuti Jehovha akarayira nzara ichapedza makore manomwe panyika.”

2 Madzimambo 8

2 Madzimambo 8:1-10