2 Madzimambo 7:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakavatevera kusvikira paJorodhani, vakawana nzira yose izere nguo nenhumbi dzakanga dzakaraswa navaAramu pakutiza kwavo. Saka nhumwa dzakadzoka dzikaudza mambo izvozvo.

2 Madzimambo 7

2 Madzimambo 7:6-20