2 Madzimambo 7:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakatsaura ngoro mbiri namabhiza adzo, mambo akavatuma kuti vatevere hondo yavaAramu. Akarayira vachairi akati, “Endai mundoona kuti chii chakaitika.”

2 Madzimambo 7

2 Madzimambo 7:12-15