2 Madzimambo 7:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vanhu vakabuda vakandopamba musasa wavaAramu. Saka chiyero choupfu hwakatsetseka chakatengeswa neshekeri rimwe chete uye zviyero zviviri zvebhari zvakatengeswawo neshekeri, sezvakanga zvarehwa naJehovha.

2 Madzimambo 7

2 Madzimambo 7:13-18